Science
Science istudy yezvinhu zvinofema nezvisingafemi.Zvinhu sezvinoti vanhu , miti , plants.Miti nezvimaplants zvakazoiswa nekuti zvinofema pamaliving things.Zvine maDNA sezvovanhu vane maDNA.Dna : deoxyribonnucleic acids.
Biology isubject about living things it includes about nutrions , health and disease.Inotaura pamusoro pevanhu futi.
Biology[chinja | edit source]
bilogical features include vanhu , zvirimwa nezvimwewo.Biology studies is about human life and life science.This include photosynthesis photosynthesis .Bio in human life states about human science , life science , drug and abuse and health.Zvimwe zvipuka zvisingazivikanwe zvino iswa pabiology nekuti bio ndeyeliving things.
Chemistry[chinja | edit source]
Chemistry isubject inoitwa nezvemachemicals mainly.Inoti maelements nebonding how kwaanotorwa.inotaura pamusoro pezvema acids bases and salts.Maflammable liquids and their flashpoint
Physics[chinja | edit source]
Physics inotaura pamusoro pezvinhu zvisingararame.zvinhu zvacho zvinoti force , weight , eletricity and thermodynamics.Physics, ndiyo inochinja zvinhu zvekare ichiisa, zvinyowani.physics inotora zvinhu zvekuchemistry ichiita mataste experiments