Datya
Datya (frog in English) imhuka iri pamupanda dzehugarohuviri. Datya rinogara mumvura uye rinogarazve padunhu. Kune dzimwe nzvimbo datya guru rinonzi dzetse rinodyiwa nyama.
Mamwe mazita anopiwa anoti, dafi; dawa; matawa; mutawa; jedye, zura kana kuti chura.
Mhando dzeMatatya[chinja | edit source]
- Rwangachere kana tumbare (little poisonous frog — which encloses itself in grass).
- Datya (land frog).
- Dzetse kana jichidza (bull frog).
- Chimviyo kana tokwe (type of Frog).
- Chitobvu (Very small frog).
- Zunguzurwa Mwana we datya ane musoro bhangu.
Tsumo[chinja | edit source]
- Datya kugara mumvura sandi kunwa.